KwaunobvaDuramazwiTtsiga

Duramazwi · zita

tsiga

-takudza-tiva

Zvinoreva

Kutsiga kubatsira pakuisa chinhu chikuru chinorema pamusoro pemumwe. Mai vakatsiga mwanasikana wavo mugomo uzere nemvura.

Kana munhu achinzi akatsiga anenge akanyarara achitaridzika kuvimbika.

Tsiga idanda gobvu, pfupi, rinosara rakamira panenge patemwa muti.

1

Chayambuka chaoneka tsiga rakasiya mbare pagumbo.

Ramba chawaramba, ida chawada, tsiga!

2

3

Kana munhu achinzi akatsiga anenge asingaparariki.

4

Tsiga idanda gobvu, pfupi, rinosara rakamira panenge patemwa muti.

Ramba chawaramba, ida chawada, tsiga!

Tsiga idanda gobvu, pfupi, rinosara rakamira panenge patemwa muti.

Vamhofu vakatoshaya havo kuti ko Tadiwa aiturei mafemo zvekudai kunge munhu angaakatsiga zidombo.

Zvakafanana

-takudza · -tiva

Mamwe mazwi ane T

T

Swipe for the next word