Duramazwi
tsidza
resolve
Duramazwi
resolve
Kana uchitsidza unenge uchivimbisa kuti uchazoita kana kuti hauzoiti chimwe chinhu kusvika nguva yakatarwa yakwana.

Chibatiso chinhu chaunotsidza kuzopa munhu kana uchinge watadza kubhadhara chikwereti.
Kugutsurira musoro nekuda kwekutsidza kana nenzara.
Kana uchitsidza unenge uchivimbisa kuti uchazoita kana kuti hauzoiti chimwe chinhu kusvika nguva yakatarwa yakwana.
-pika · -bheja · -gondisa
Duramazwi
01 / 03tsidzira
promise
VerengaSwipe for the next word