KwaunobvaDuramazwiTtsigira

Duramazwi

tsigira

advocate · endorse · ratify · recommend · support · attest

Zvinoreva

Kutsigira kuisa chimwe chinhu padivi pechakamira kuti chisarereka kana kuwa.

1

Kutsigira kuisa chimwe chinhu padivi pechakamira kuti chisarereka kana kuwa.

Tsigira zvizere nezviri mubhuku.

Tsigira mativi ose asi usarudze divi raunonyanya kutsigira.

Yanika pachena makakatanwa pakati pevatambi vanotevera ugotaridza kuti anopera sei uchitsigira nezviri mubhuku.

2

Kana uchitsigira bato kana chimwe chikwata unenge uchiwirirana nekufarira zvachinenge chichiita.

Zvakafanana

sapota

Mamwe mazwi ane T

T

Swipe for the next word