Duramazwi
sendeka
-tseyamisa
Duramazwi
Kusendeka kuita kuti chimwe chinhu chimire, kana kuti chigare chakatsigira pamwewo.
Kusendeka kuita kuti chimwe chinhu chimire, kana kuti chigare chakatsigira pamwewo.
Mupurisa akasendeka bhasikoro rake pamadziro.
Kana munhu achisendeka nyaya anenge amboisiya isisafungwi nezvayo.
Vakuru vakasendeka nyaya yedu yemari vasiti twasanana neyokuronga mabasa chete.
-tseyamisa
Duramazwi
01 / 03sendekedza
Kana munhu akasendekedza bhasikoro pamadziro anenge aritsveta rakaatsamira.
VerengaSwipe for the next word