KwaunobvaDuramazwiCchachamadza

Duramazwi

chachamadza

-chanjamadza

Zvinoreva

Kana wakachamadza unenge wakatsigira chinhu chiri mudenga kuti chisawira pasi.

1

Kana wakachamadza unenge wakatsigira chinhu chiri mudenga kuti chisawira pasi.

Tinochachamadza matenga edzimba nebango rinoiswa pakati pemba rakabaya chiruvi.

Zvakafanana

-chanjamadza

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chachamara

Kana chinhu chakachachamara chinenge chanyanya kukwiririsa kana kubuda kunze kudarika pamwe pose panenge pakaenzana.

Verenga

Swipe for the next word