Duramazwi
Zvinoreva
Kana chinhu chakachachamara chinenge chanyanya kukwiririsa kana kubuda kunze kudarika pamwe pose panenge pakaenzana.
1

Dumbu remombe yava kuda kubereka rinochachamara seroda kutsemuka.
Kana chinhu chakachachamara chinenge chanyanya kukwiririsa kana kubuda kunze kudarika pamwe pose panenge pakaenzana.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chachanana
Kuti chachanana kugadzira panhu panobvira kuyambuka netsoka kana chimwe chinhu parwizi rwakadira.
VerengaSwipe for the next word