KwaunobvaDuramazwiTtumba

Duramazwi

tumba

Zvinoreva

Kutumba kungoerekana wawana chinhu usingazvifungiri.

Kana chinhu chakatumba chinenge chakazvimbirira chichibudisa musana kubva pakahwanda.

1

Matumba tumba twavana vadiki twavanovaka vachitamba mahumbwe.

Kana chinhu chichinzi chakati pwasharara chinenge chakaita bape, chisina kutumba.

Kubwatata kutumba kana kukotama zvikuru, zvokuti musoro unenge uri pedo nevhu.

2

Kana chinhu chakatumba chinenge chakazvimbirira chichibudisa musana kubva pakahwanda.

Kubwatata kutumba kana kukotama zvikuru, zvokuti musoro unenge uri pedo nevhu.

Kana chinhu chichinzi chakaita bape chinenge chakapamhama asi chisina kutumba.

Kana chinhu chakatumba chinenge chakazvimbirira chichibudisa musana kubva pakahwanda.

3

Kutonona.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tumbare

Tumbare igonye rinozviputira nenamo yaro, rinorezuka pamuti wakaita semukarati.

Verenga

Swipe for the next word