Duramazwi
Zvinoreva
Kubwata kutundumara kwemusana wemunhu akakotama kana kwedumbu remhuka yakavata.
1

Kuti bwata bwata kufamba zvinyoronyoro, pamwe uchitsika nezvigunwe, uchiitira kunyangira chimwe chinhu.

Nyambwata munhu ane dumbu rakakura.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bwata bwata
Kuti bwata bwata kufamba zvinyoronyoro, pamwe uchitsika nezvigunwe, uchiitira kunyangira chimwe chinhu.
VerengaSwipe for the next word