Duramazwi
Zvinoreva
Kubuda kwechinhu chinozvimbira kunze.
Kufera kukwenenzvera chivezwa nokuchifenga mukati.
Kubuda kwechinhu chinozvimbira kunze.
Kufeta kukudza chinhu kudarika zvachinenge chichimbova nokuchiumbiridza, sezvinoitwa hari.
Kufeta kubuda kana kuerera kwechinhu chichibva machinenge chiri.
Kana chinhu chafeta chinege chakabudikira kunze, sedumbu remunhu mufemu.
Kufeta kubuda kana kuerera kwechinhu chichibva machinenge chiri.
Kufeta kukudza chinhu kudarika zvachinenge chichimbova nokuchiumbiridza, sezvinoitwa hari.
Kufera kukwenenzvera chivezwa nokuchifenga mukati.
Kufeta kukudza chinhu kudarika zvachinenge chichimbova nokuchiumbiridza, sezvinoitwa hari.
Kufeta kubuda kana kuerera kwechinhu chichibva machinenge chiri.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fetengwa
Kana chivezwa chikanzi chafetengwa chinenge chavezwa kusara chava chitete-tete.
VerengaSwipe for the next word