KwaunobvaDuramazwiCchanjaika

Duramazwi

chanjaika

-chanjamadza

Zvinoreva

Kana chinhu chakachanjaika chinenge chakanyanya kukwirira kana kubuda kunze kupfuura zvachinofanira kunge chakaita.

1

Kana chinhu chakachanjaika chinenge chakanyanya kukwirira kana kubuda kunze kupfuura zvachinofanira kunge chakaita.

Nguruve yomusango ine mazino akachanjaika.

Kuchanjaika kubudikira kwemazino kunze komuromo nokuda kwekuti anenge akarebesa.

Zvine chekuita

-chanjamadza

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chanjama

Kuti chanjama kunyanya kukwirira kana kurebesa kwechinhu kupfuura zvachinofanira kunge chakaita.

Verenga

Swipe for the next word