KwaunobvaDuramazwiCchanjamadza

Duramazwi

chanjamadza

-chanjaika-chachamadza

Zvinoreva

Kuchanjamadza kutsveta chinhu chisina kunyatsoenzana nezvimwe.

1

Kuchanjamadza kutsigira chinhu chinenge chakanyanya kubuda kunze kuti chisawira pasi.

2

Zvine chekuita

-chanjaika

Zvakafanana

-chachamadza

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chanjamara

Kuchanjaika kubudikira kwemazino kunze komuromo nokuda kwekuti anenge akarebesa.

Verenga

Swipe for the next word