KwaunobvaDuramazwiCchanya

Duramazwi

chanya

Zvinoreva

Mvura yeruzivo.

1

Mvura yeruzivo.

Zvaakaramba achichachanya mengo yange yakangavira yakabva yatotefa.

Kana uchichachanya unenge uchirova-rova kana kupfanya-pfanya chinhu kuti chipfave, chinyorove kana kuti chitefe.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chanyangura

Kuchanyangura chinhu kuchichekacheka usina hanya nokuti wachicheka zvakanaka here.

Verenga

Swipe for the next word