KwaunobvaDuramazwiCchanjamara

Duramazwi

chanjamara

Zvinoreva

Kuchanjaika kubudikira kwemazino kunze komuromo nokuda kwekuti anenge akarebesa.

1

Kuchanjaika kubudikira kwemazino kunze komuromo nokuda kwekuti anenge akarebesa.

Njiri inguruve yemusango ine mazino akachanjamara, anocheka zvakanyanya.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chanjaranja

Kuti chanjaranja kurambisisa kuita zvaunenge wanzi uite.

Verenga

Swipe for the next word