Duramazwi
tundumara [-tunhumara, -dhundumara]
-bvubvumara
Duramazwi
Kana panhengo yemuvi pakatundumara panenge pakazvimba.
Kana panhengo yemuvi pakatundumara panenge pakazvimba.
Kana panzvimbo pakatundumara panenge pakakwirira kudarika pamwe pese.
Gomo iro rinotaridzika sehuma yomunhu nokuda kwekutundumara kwakaita divi iri.
-bvubvumara
Duramazwi
01 / 03tundumwa
Kuti tundumwa kuramba wakaisa muromo pamudziyo, une chauri kunwa.
VerengaSwipe for the next word