KwaunobvaDuramazwiTtundu

Duramazwi · zita

tundu

Zvinoreva

Mutundu.

1

Mutundu.

Chitundu idutu rezvinhu zvinenge zvakaunganidzwa, ndokusungwa nokusungirirwa.

Mutundu zvinhu zvakawanda zvinenge zvakasungirirwa pamwe chete mumucheka.

Chitsapo kamutundu kezvinhu zvinenge zviri muchisaga chakasungwa.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tundumara [-tunhumara, -dhundumara]

Kana panhengo yemuvi pakatundumara panenge pakazvimba.

Verenga

Swipe for the next word