Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kuzenzera pamberi pedare.
Kana mudziyo wakatuna unenge usina chinhu mukati mawo.
Kutuna kufembedza hwema hwemhuka kana hwechokudya.
1
Kuzenzera pamberi pedare.
Kuti tuna tuna kungomira vanhu vasingazivi zvokuita.
Kutuna kufembedza hwema hwemhuka kana hwechokudya.
2
Kana mudziyo wakatuna unenge usina chinhu mukati mawo.
Kuti tuna tuna kungomira vanhu vasingazivi zvokuita.
Kutuna kufembedza hwema hwemhuka kana hwechokudya.
3

Imbwa inofamba ichituna mhuka mumakwenzi.
Kutuna kufembedza hwema hwemhuka kana hwechokudya.
4
Kurandura.
5
Kunyepa.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tuna tuna
Kuti tuna tuna kungomira vanhu vasingazivi zvokuita.
VerengaSwipe for the next word