KwaunobvaDuramazwiPpfocho

Duramazwi · zita

pfocho

Zvinoreva

mvura, chando nezvimwewo.

Kana munhu achitaura pfocho anenge achipindura zvaanoda zvinosvota kana kushatirisa waari kutaura naye.

Kuti pfocho kumhanya uchitiza, zvikuru kana wakurirwa kana kuti uchitya kukurirwa newaunenge uchitiza.

1

Kana munhu achitaura pfocho anenge achinyepa.

2

3

4

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfocho pfocho

Kana munhu achifamba achiti pfocho pfocho anenge achipfuura nomune maziuswa okuti anotoita zvokuzvuva makumbo zvinonzwika ruzha.

Verenga

Swipe for the next word