KwaunobvaDuramazwiPpfochodza

Duramazwi

pfochodza

-pfokocheka-bvokocha

Zvinoreva

Kupfochodza kudzinga chimwe chinhu, sezvinoitika kana mabhuru anga achirwa, rinenge rakurira richimbotandaniswa kwenguva yakati rebei.

1

Zvakafanana

-pfokocheka · -bvokocha

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfochoka

Kupfochoka kudonha pamawere kana mumiti nemumauswa.

Verenga

Swipe for the next word