Duramazwi · zita
-pfutsa-shusha-rotomoka
Zvinoreva
Kutaura zvakawanda zvisiri izvo.
Foya yesinema kana hotera chinzvimbo chiri mukati memagonhi mahombe, chekuti vanhu vanosangana machiri kana kumbofanogara vasati vapinda mukati.
1
Kutaura zvakawanda zvisiri izvo.
Kufoya kungotaura tunhu twakawanda tusina musoro.
2
Kana munhu achifoya anenge achitaura kana kuita tunhu twakawanda, twokupfuvisa kana kushungurudza vamwe.
3
Kufoya kungotaura tunhu twakawanda tusina musoro.
4
Kunyepa.
5
Foya yesinema kana hotera chinzvimbo chiri mukati memagonhi mahombe, chekuti vanhu vanosangana machiri kana kumbofanogara vasati vapinda mukati.
Kufoya kungotaura tunhu twakawanda tusina musoro.
Zvakafanana
-pfutsa · -shusha · -rotomoka
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fozo
Kuti fozo kudonha kwechinhu kubva panzvimbo yakakwirira chaizvo.
VerengaSwipe for the next word