Duramazwi
Zvinoreva
Kugwavarira kurambirira uchikumbira chimwe chinhu kana rubatsiro.
1

Rudo akagwavarira shamwari yake kuti imukweretese mari.
Kugwavarira kurambirira uchikumbira chimwe chinhu kana rubatsiro.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gwavava
Gwavava rudzi rwedzvinyu rakakura rinofarira kugara muhwangwaridza dzamaware.
VerengaSwipe for the next word