Duramazwi
Zvinoreva
Kugwauta kuhukura kana kuchema kunoita imbwa.
1
Kugwauta kuhukura kana kuchema kunoita imbwa.
Imbwa inogwauta ikaona makudo.
Vatete: Iwe mudhara iwe haikona kungogwauta zvenhema kunge imbwa yabvutirwa bondo.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gwava
Kuti gwava kumira uri chinhambwe kubva pamunhu waunoda kupa chikumbiro.
VerengaSwipe for the next word