KwaunobvaDuramazwiHhukura

Duramazwi · chiito

hukura

bark

-gwauta-gaura-kuta

Zvinoreva

Kuhukura kuchema kunoita imbwa kana dzichityisidzira muvengi.

1

Kuhukura kuchema kunoita imbwa kana dzichityisidzira muvengi.

Shungu dzembwa dziri mumwoyo kuhukura ndiko kududza.

Kuchemerera kuhukura kunoita imbwa ichishuvira kuti dai yabata mhuka yainenge ichidzingirira.

Gwankwan kuhukura kunoita imbwa dzakawanda panguva imwe chete.

2

Kuhukura kuchema kwedindingwe.

Zvakafanana

-gwauta · -gaura · -kuta

Mamwe mazwi ane H

H

Swipe for the next word