KwaunobvaDuramazwiHhukutu

Duramazwi

hukutu

Zvinoreva

Mhuka hukutu ndeine hutano hwakanaka uye yakasimba.

1

Mhuka hukutu ndeine hutano hwakanaka uye yakasimba.

Mhuka hukutu ndeine hutano hwakanaka uye yakasimba.

Matanda makuru masairirwa, unosiya nevhukutu.

Mhukutu ivhu dzvuku rinonyanyowanikwa mumachinga emakomo, rinonama nekutsveedza kana ranayiwa.

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hukwa

Hukwa uswa hunomera paruware, hwakaserera uye hunorukiswa ngowani.

Verenga

Swipe for the next word