KwaunobvaDuramazwiHhukwana

Zvinoreva

Hukwana mwana wehuku ayaruka kubva muzera rechitiyo.

1

Hukwana mwana wehuku ayaruka kubva muzera rechitiyo.

Hukwana inodya ndeiri pana mai.

Huku yangu yakachechenya hukwana gumi, zvekuti izvozvi pachivanzi pangu haisi huku ivovo!

Atoresa hukwana nerukodzi paadziburitsa.

Zvine chekuita

chitiyo

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hukwe

Hukwe itsanga dzakatsemurwa dzikabatanidzwa nemikosi, dzinozoshandiswa pakuwaridza kuti vanhu vagare kana kurara.

Verenga

Swipe for the next word