Duramazwi · zita
Zvinoreva
Nhiyo mwana wehuku.
1
Nhiyo mwana wehuku.
Gondo rakadzika ndokuti nhiyo dzu, kwava kabva rakwirazve mudenga, ndokubhururuka ndokuenda.
Kana munhu achisvokodza rukodzi anenge achiita ruzha nokurutandanisa kuti rusatora nhiyo dzake.
Bvipfipfi ruzha runoitwa nenhiyo kana tumwe tupuka tuchifamba.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nho
Kuti nho kunonga chinhu chidiki nekukurumidza.
VerengaSwipe for the next word