KwaunobvaDuramazwiNNhodo

Duramazwi · zita

Nhodo

a traditional stone-throwing and catching game

Zvinoreva

Nhodo karuzha kanoitwa neminwe yemunhu paanenge achiiridza.

Nhodo mutambo wavana vadiki, wokukanda kadombo mudenga, woburitsa kana kudzosera tumwe tunenge turi mugomba usati wagamha kawakanda mudenga.

1

Tiri kutamba nhodo dzamamu teni nhasi.

Nhodo tumatombo kana tumhodzi tunoshandiswa kutamba mutambo wevana unonziwo nhodo.

Pane zvenhodo, mwana kamwe ketumwe tutombo tunenge tuchitambiswa nhodo.

2

Nhodo mutambo wavana vadiki, wokukanda kadombo mudenga, woburitsa kana kudzosera tumwe tunenge turi mugomba usati wagamha kawakanda mudenga.

Tiri kutamba nhodo dzamamu teni nhasi.

Nhodo tumatombo kana tumhodzi tunoshandiswa kutamba mutambo wevana unonziwo nhodo.

3

Kana uchitamba nhodo dombo raunokanda mudenga rinonzi mudodo, asi matombo anenge ari mugomba anonzi nhodo.

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word