Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chitiyo mwana wehuku ane mazuva mashoma achochonywa.
1
Chitiyo mwana wehuku ane mazuva mashoma achochonywa.
Chitiyo mwana wehuku ane mazuva mashoma achochonywa.
Hukwana mwana wehuku ayaruka kubva muzera rechitiyo.
Zvakafanana
Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chitobvu
Chitobvu rudzi rwedatya diki diki rinogona kufutisa dumbu raro kana ratsamwa.
VerengaSwipe for the next word