Duramazwi · zita
chitofu
stove
Duramazwi · zita
stove
Chitofu mudziyo wokubikira unokuhwidzwa moto kana kuti unoshanda nemagetsi.
Chitofu mudziyo wokubikira unokuhwidzwa moto kana kuti unoshanda nemagetsi.
Ndatenga chitofu ichi nhasi asi ndichatora mwedzi misere ndichibhadhara akaundi yacho.
Mai vakatenga chitofu chegasi vakatengesa chegetsi chavanga vainacho.
Akauraya chitofu, zvekuti handizivi kuti ndichabika nei nhasi.
Duramazwi
01 / 03chitohwe
Chitohwe muti unobuda mukaka pamakwati kana wakanwa mvura chaizvo.
VerengaSwipe for the next word