KwaunobvaDuramazwiCchitokisi

Duramazwi · zita

chitokisi

cell

Zvinoreva

Chitokisi imba yepakamba yemapurisa munopfigirwa musungwa achangobatwa uye asati atongwa.

1

Mbavha yakaiswa muchitokisi kusvika zuva rekutongwa.

Zvine chekuita

jeri

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chitokwadzimu

Chitokwadzimu ndeimwe yehakata dzinoshandiswa nen'anga.

Verenga

Swipe for the next word