Duramazwi
Zvinoreva
Muchina wakagadzirirwa kubikira zvekudya (stove).
1
Muchina wakagadzirirwa kubikira zvekudya (stove).
Ichi chitofu cheparafini chidiki. Dzimwe puramasitofu dzine matambo, asi dzimwe dzinopombwa mweya.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sitoko
Kuunganidzwa kwezvinhu zvemutengo kana zvekudya (stock).
VerengaSwipe for the next word