Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kuunganidzwa kwezvinhu zvemutengo kana zvekudya (stock).
1
Kuunganidzwa kwezvinhu zvemutengo kana zvekudya (stock).
Kana mutengesi achinzi abatwa nesitoko mari yezvinhu zvaakatengesa inenge yava shoma kupfuura inenge ichitarisirwa.
Kana munhu achinzi abatwa nesitoko zvinhu zvaanenge achichengetedza zvinenge zvawanikwa zviri zvishoma kudarika zvange zvichifanira kuvapo.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sitoku
Mune zvemabhizimisi, sitoku uwandu hwezvinhu zviripo zvakamirira kutengaswa.
VerengaSwipe for the next word