KwaunobvaDuramazwiNnhiya

Duramazwi · zita

nhiya

Zvinoreva

Nhiya izita rinoshandiswa kureva munhu waunenge uchinzwira tsitsi munyaya yauri kutaura.

1

Nhiya izita rinoshandiswa kureva munhu waunenge uchinzwira tsitsi munyaya yauri kutaura.

Paitutwa midziyo nembavha, mai nhiya vangu tainge takafa zvedu nehope, tichitorota.

Ko taive tazivei ana mai nhiya kuti ichi chaive chave chirungu?.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nhiyo

Nhiyo mwana wehuku.

Verenga

Swipe for the next word