Duramazwi · zita
Zvinoreva
Nhire kamhuka kakaenzana netsuro, kane makumbo emberi mapfupi, kanofamba usiku kachisvetuka uye kanogara mumwena.
1

Nhire inyemba inonetsa kuibva kwayo kana ukabika mutakura.

Bhanhire ihomwe dzakawanda dzakasonerwa pamwepo dzinowanzoshandiswa nemasoja.
2
Nhire inyemba inonetsa kuibva kwayo kana ukabika mutakura.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nhiridziro
Nhiridziro ihari yedoro yamunopuwa kwekutanga kuti mumwe dzimwe dzichizotevera.
VerengaSwipe for the next word