Duramazwi · zita
nhinhi
brazenly
Duramazwi · zita
brazenly
Mbesa yaomarara kana munhu asinganzwi zvachose.

Nhinhi munhu asingateereri zvokuti, chero ukarova, hazvimbobatsiri pakuti haachinji maitiro ake.
Nhinhi munhu asingachatyi shamhu nekuda kwekugara achingorohwa.
Nhinhi inyemba inonetsa kuibva kwayo kana ukabika mutakura.

Duramazwi
01 / 03nhinhivadza
Kunhinhivadza kutakudza munhu zvinhu zvinorema zvokuti zvinogona kupedzisira zvoita kuti adzadzarike nazvo.
VerengaSwipe for the next word