Duramazwi · zita
Zvinoreva
Nhingi izwi rinoshandiswa kana munhu akanganwa zita remunhu waanenge achitaura nezva-
1
Nhingi izwi rinoshandiswa kana munhu akanganwa zita remunhu waanenge achitaura nezva-
Kana vanhu vachiti nhingi munhu vanenge vachireva kuti ane tsika nounhu hwakanaka.
Kana uchiti ndinoreva nhingi ndiye waunenge uchidudza kana kutaura nezvake.
Kana vanhu vachiti nhingi agere, vanenge vachireva kuti haana zvinomunetsa kana kuti zvaanoshaya.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nhinhi
brazenly
VerengaSwipe for the next word