KwaunobvaDuramazwiMmhupupu

Duramazwi · zita

mhupupu

kapupumhupumhupuriratuvo

Zvinoreva

Mhupupu ihuku diki inenge yati samhukei uye inenge yofamba yoga, pasina mai, asi isati yasvika pazera rekudyiwa.

Mhupupu ishiri ine zhumu pamusoro wayo, yakada kuenzana nenjiva, inoita matendere ayo mumwena kana mumhango, uye inodya makonye notupuka tudiki.

1

2

Zvakafanana

kapupu · mhupu · mhupurira · tuvo

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mhupuri

Mhupuri munhu anopa umboo hwezvakaitika.

Verenga

Swipe for the next word