KwaunobvaDuramazwiMmhuri

Duramazwi · zita

mhuri

family · household

Zvinoreva

Mhuri ndeinosanganisa vanhu vemba imwe vanoti amai, baba nevana vavo.

1

Mhuri ndeinosanganisa vanhu vemba imwe vanoti amai, baba nevana vavo.

Bacaren vakabva vasvika vakabata havo zvavainge vatengera mhuri yavo.

Vaishingirira kuti variritire mhuri yavo nguva zhinji.

Vaifarira kuti Mai Mhofu vave munhu wepasi pazvose kunyangwe kuti dai chero mhuri yavo yaparara asi unotoshaya kuti vakatadzirwei?

2

Mhuri ndeinosanganisa vanhu vemusha mumwe chete vane mutupo mumwe wakafanana.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mhuriro

Mhuriro ndepanopurirwa mbesa, sezvakaita pamaware.

Verenga

Swipe for the next word