Duramazwi · zita
dzinza
ancestry · clan · genealogy · lineage
Duramazwi · zita
ancestry · clan · genealogy · lineage
Dzinza rudzi rwomunhu, zvichitevedza kubva kumadzi-tateguru ake. Dzinza rokwaMukuratsenzi idzinza ravarimi vane mukurumbira.
Dzinza rudzi rwomunhu, zvichitevedza kubva kumadzi-tateguru ake. Dzinza rokwaMukuratsenzi idzinza ravarimi vane mukurumbira.
Muukama hweropa mune hama dzose dziri kudivi rababa, idzo dzinoumba dzinza- panopinda vanababa, vanasekuru, madzitete, vakoma nevanin'ina.
Mlambo izita rinoshandiswa sechidao nerimwe dzinza revanhu vanoera Dziva.
Zimai ndivo mai vakuru paukama kana kuti kunonzi ndiko kwakatanga dzinza.
gobwe
Duramazwi
01 / 03dzipa
strangle
VerengaSwipe for the next word