KwaunobvaDuramazwiDdzipuka

Duramazwi

dzipuka

Zvinoreva

Kudzipuka kubva muvhu nemidzi kwembeu, uswa kana zvimwewo.

1

Kudzipuka kubva muvhu nemidzi kwembeu, uswa kana zvimwewo.

Kana ukadzipuka unenge wasvetuka pakareba kudarika urefu hwako iwe.

Kudzipuka kubva muvhu nemidzi kwembeu, uswa kana zvimwewo.

2

Kana ukadzipuka unenge wasvetuka pakareba kudarika urefu hwako iwe.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzira

Dzira katambo katete kakareburuka, kanotevedza urefu hwemachinokura chiri, semunyama kana mbambaira yachembera. Nyama yakawanda madzira hainaki kudya.

Verenga

Swipe for the next word