Duramazwi02 / 03dziraDzira katambo katete kakareburuka, kanotevedza urefu hwemachinokura chiri, semunyama kana mbambaira yachembera. Nyama yakawanda madzira hainaki kudya.Verenga→