KwaunobvaDuramazwiMmhuru

Duramazwi · zita

mhuru

calf

Zvinoreva

Mhuru mwana wemhuka dzakaita semombe, nzou, mhofu nedzimwewo dzakadaro.

1

Mhuru mwana wemhuka dzakaita semombe, nzou, mhofu nedzimwewo dzakadaro.

Mwoyochena ndowei bere kugarira mhuru yakafa zvayo?

Hapana mhou inokumira mhuru isiri yayo.

Mudhorobha ukaonekwa woda kuraira mhuru youmwe vanhu vanotomira vokumomotera kuti vaonewo mashura padunhu akadaro.

2

Mhuru mwana wemunhu anenge achiri mudumbu, asati aponwa.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mhururu

Mhururu imhere yemufaro, inowanzoitwa nemadzimai achirova-rova miromo nemaoko achifambisa-fambisa rurimi.

Verenga

Swipe for the next word