Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mhururu imhere yemufaro, inowanzoitwa nemadzimai achirova-rova miromo nemaoko achifambisa-fambisa rurimi.
1
Mhururu imhere yemufaro, inowanzoitwa nemadzimai achirova-rova miromo nemaoko achifambisa-fambisa rurimi.
Vakabva vangoita mudungwe vakananga kuimba yavainge vagadzirirwa mhururu ichikwetsurwa.
Pakarepo mhururu nemuridzo zvakakwetsurwa kuri kufarira kuti vakange vabvuma kuti vakange vave varoora vepaMutsvenguri.
Mukai hadzvadzi yaTapera nemamwe madzimai vakati mhururu kwetsu vachienda kwaiva nengoro vakabata zvipo zvekugamuchira vaenzi mumusha.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mhute
mist
VerengaSwipe for the next word