Duramazwi · zita
mhutwa
magwezu
Duramazwi · zita
Mhutwa tunzungu tusina kunyatsosvika tudikidiki.
Mhutwa tunzungu tusina kunyatsosvika tudikidiki.
Mhutwa tunzungu tusina kunyatsosvika tudikidiki.
Uchenjere kudya nzungu zvese nemhutwa.
Kudya mari nemhutwa kushandisa mari uchipedza yose wosara usisina zvachose.
magwezu
Duramazwi
01 / 03mhuvi
Mhuvi inzou isina murembo kana kuti musinga.
VerengaSwipe for the next word