KwaunobvaDuramazwiMmhute

Duramazwi · zita

mhute

mist · fog

Zvinoreva

Mhute tudonwe tudiki twemvura, tunenge turi mumhepo twakawanda, tuchikonzera kutsvetera nekusvibira kwekunze.

1

Mhute tudonwe tudiki twemvura, tunenge turi mumhepo twakawanda, tuchikonzera kutsvetera nekusvibira kwekunze.

Charaiona ndeyainge mhute yaivemo iyo yairatidza kuti ndimo maive makavigwa munhu mukati mayo but kuti rimuone raive aive asiri kuonekwa.

2

Kana munhu achinzi imhute anenge ari munhu anongoita zvinhu zvake asinganyatsi kunzwisisa kuti zviri kufamba sei.

Maiguru vakauya iri mhute ndokuchitanga kubvunza mibvunzo yezvataiva tapedza.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mhutirwa

Mhutirwa mukwende unenge wakafukidzwa kana kusungirirwa mukati memumwe.

Verenga

Swipe for the next word