KwaunobvaDuramazwiMmhura

Duramazwi · zita

mhura

-shoramhora

Zvinoreva

Kumhura kusaremekedza munhu kana kuti kusatenda chinhu nekuti unochitarisira pasi.

Kumhura kushandisa simba rakawanda mukubvisa makoto panyemba kana hundi pazviyo, kuchishandiswa miti yakareba yekurova nayo.

1

Mai vakanhamhura mwana anga achitamba pasi, paanga apinyura hari yanga ichivira.

Kumhura kusaremekedza munhu kana kuti kusatenda chinhu nekuti unochitarisira pasi.

Kana ukatsvinyira munhu unenge wataura uchitaridza kumusvora kana kumumhura.

2

Kumhura kushandisa simba rakawanda mukubvisa makoto panyemba kana hundi pazviyo, kuchishandiswa miti yakareba yekurova nayo.

Kumhura kusaremekedza munhu kana kuti kusatenda chinhu nekuti unochitarisira pasi.

Kana ukatsvinyira munhu unenge wataura uchitaridza kumusvora kana kumumhura.

Kunhamhura kukasira kubvisa munhu kana mudziyo panzvimbo inenge ine ngozi.

3

Kumhura kusaremekedza munhu kana kuti kusatenda chinhu nekuti unochitarisira pasi.

Kunhamhura kukasira kubvisa munhu kana mudziyo panzvimbo inenge ine ngozi.

Kana munhu achikutarisira pasi anenge achikumhura achifunga kuti iye ari nane kupinda iwe.

Zvakafanana

-shora

Zvine chekuita

mhora

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word