KwaunobvaDuramazwiSshoora

Duramazwi

shoora

undermine

Zvinoreva

Kushonha.

1

Kushonha.

Kana uchinyenya munhu unenge uchimushoora uchifunga kuti haangakukuriri pakurwa kana pamakwikwi.

Kana ukanyanyaidza munhu unenge wamushoora, uchitaridza kuti hauvimbi kuti angagona kuita chimwe chinhu.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shopa

Kana uchishopa unenge uchitenga zvinhu zvakawanda pangwa imwe chete.

Verenga

Swipe for the next word