Duramazwi
-shoora
Zvinoreva
Kana munhu achishonha anenge achinyomba, pamwe chete nokuzvidza mumwe.
Kushonha kuchema kwegava.
1

2
Kushonha kutarisira mumwe munhu pasi.
Chakaita kuti vasaziva kuti ndiye muenzi wavo inya ya yokushonha savanhu vanozvitorera pamusoro.
3

Zvakafanana
-shoora
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03shoni
Shoni kamhuka kadiki kakada kuita senungu, kane tunenge
VerengaSwipe for the next word