KwaunobvaDuramazwiSshongoroka

Duramazwi

shongoroka

-tsveyama-peyama

Zvinoreva

Kana chinhu chakashongoroka chinenge chisina kumira zvakanaka, zvekuti chinenge chakarerekera kune rimwe divi.

1

Zvakafanana

-tsveyama · -peyama

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word