Kwaunobva/Duramazwi/S/Shongwe
Duramazwi · zita
forefront · tower · towers
Shongwe zidombo ziguru.
Duramazwi
shonha
Kana munhu achishonha anenge achinyomba, pamwe chete nokuzvidza mumwe.
shoni
Shoni kamhuka kadiki kakada kuita senungu, kane tunenge
shonja
Shonja rudzi rwegaka rinowanikwa musango.
Swipe for the next word