Duramazwi · chiito
shongedza
adorn · decorate
-nemesa-dhekoreta
Duramazwi · chiito
adorn · decorate
Kushongedza chinhu kuchiwedzera zvimwe zvinhu kuti chitaridzike kupfuura zvachine-nge chiri.
Kushongedza chinhu kuchiwedzera zvimwe zvinhu kuti chitaridzike kupfuura zvachine-nge chiri.
Kana Kisimusi yava kusvika, vanhu vanoshongedza dzimba dzavo nemaruva.
Tete vake vakange vamushongedza nezvipfeko zvakange zvakamugara kunge akazvarwa anazvo.
-nemesa · -dhekoreta
Duramazwi
01 / 03shongeya
Shongeya chirwere chinobata sikarudzi, chinoparadzirwa panosangana mvura dzesikarudzi dzemurume nemukadzi.
VerengaSwipe for the next word